Skip to content Skip to sidebar Skip to footer

(Download) "Kururama kwaMwari Uko Kunoratidzwa Muna VaRoma - ISHE Vedu Avo Vanove Kururama kwaMwari (Ⅰ)" by Paul C. Jong # Book PDF Kindle ePub Free

Kururama kwaMwari Uko Kunoratidzwa Muna VaRoma - ISHE Vedu Avo Vanove Kururama kwaMwari (Ⅰ)

📘 Read Now     📥 Download


eBook details

  • Title: Kururama kwaMwari Uko Kunoratidzwa Muna VaRoma - ISHE Vedu Avo Vanove Kururama kwaMwari (Ⅰ)
  • Author : Paul C. Jong
  • Release Date : January 30, 2020
  • Genre: Christianity,Books,Religion & Spirituality,
  • Pages : * pages
  • Size : 460 KB

Description

Evhangeri yemvura noMweya ndiyo kururama kwaMwari!

Mashoko ari mubhuku rino achava nokugutsa nyota yemoyo wako. Nhasi uno vaKristu vanoramba vachirarama apo vasingazivi mhinduro yezvokwadi kuzvivi zvomene izvo zvavari kupara zuva nezuva. Ko unoziva kuti kururama kwaMwari chii here? Ndinovimba kuti uchava nokuzvibvunza mubvunzo uyu ugova nokutenda mukururama kwaMwari, uko kunoratidzwa mubhuku rino.
Kururama kwaMwari kwakava neevhangeri yemvura noMweya. Asivo, senhaka yakakosha, kwakava nokuramba kwakavanzarikwa kubva kumeso evateveri vechitendero kwenguva refu. Semhedzisiro, vanhu vazhinji vakabva vava nokuvimba pamwe nokuzvikudza nokuda kwekururama kwavo pauzima, pachinzvimbo chokudavira mukururama kwaMwari. Naizvozvo, dzidziso dzechiKristu dzisina kana nematuro ose dzakatanga kuva daviro dzepamusoro mukati memoyo yevatendi, kuita sokuti dzidziso idzi dzakanga dziine kururama kwaMwari.
Dzidziso yeMutondwe, Yokururamiswa, neyoKuwedzera Kuitwa-mutsvene ndidzo dzidziso dzechiKristu hombe, idzo dzakava nokuunza kusanzwisisa pamwe neshayisano mukati memoyo yevatendi. Asi zvino, vaKristu vazhini vanofanira kuziva Mwari patsva, vanofanira kudzidza pamusoro pokururama kwavo uye vagoramba vari mukutenda kwakasimbiswa.
"Ishe vedu avo vakava kururama kwaMwari" richava nokupa moyo yenyu kunzwisisa kukuru pamwe nokuitungamirira kurugare. Munyori anoda kuti uve nokuwana chiropafadzo chokuva nokuziva kururama kwaMwari. Dai waro maropafadzo aMwari ava newe!


PDF Books Download "Kururama kwaMwari Uko Kunoratidzwa Muna VaRoma - ISHE Vedu Avo Vanove Kururama kwaMwari (Ⅰ)" Online ePub Kindle